Stay up-to-date with all that's new at Dancehallreggaeworld, Click Here to subscribe for my updates and don't miss a thing!  

JUNIOR VIRGO - PURPLE LYRICS

by BOOM BOX RIDDI BY NOTNICE
(JAMAICA)


INTRO

Ndakapfeka suit yangu yePurple
Junior Virgo thus mi Level
Decent Alkaline change you
Vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo

VERSE 1
Vanoziva kuti ini ndinoimmba so mmm
Vanoziva kuti ini ndakapenga so mmm
Vanoziva kuti isu tinoita so
Vanegodo please ndokumbira musadaro so
Vanoziva kuti isu tinoita so
Vanoziva kuti Virgo anoimba so
Vanoziva kuti ini ndinoita so
Vanegodo please ndokumbira musadaro so

Chorus
Gyal take a middle skin out a hole
Camera man shine pun yah call
Yuh nuh fuck buh nuttin
Gyal enjoy your life so more
Ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwa
Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwaaaaaa
You have many gyals
Dhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwa dhakwaa
Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwaaaaaa

VERSE 2
Vanoziva Virgo ndinosimudza mafans
Mr Masvingo ndinorocka mudance
Vane godo vanofinhikana asi hazvina basa
NdiMwari vakandipa yacho chance
Konshens paakaimba song Buss a Blunk
Alkaline anga ari paside ari pastan
Junior Virgo
See adi headlines
Written fi yah eight lines


Chorus
Gyal take a middle skin out a hole
Camera man shine pun yah call
Yuh nuh fuck buh nuttin
Gyal enjoy your life so more
Ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwa
Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwaaaaaa
You have many gyals
Dhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwa dhakwaa
Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwaaaaaa

INTRO
Ndakapfeka suit yangu yePurple
Junior Virgo thus mi Level
Decent Alkaline change you
Vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo

Dhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwa dhakwaa
Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa
Dhakwa dhakwaaaaaa


__________end______________

Click here to post comments

Join in and write your own page! It's easy to do. How? Simply click here to return to Reggae and Dancehall Lyrics.

New! Talk to me
Was the information helpful? Something needs changing? I welcome your feedback here.

Great Articles You Might Have Missed

Please send us your Feedback, News, Photos, Press Releases, Music and/or Videos to our WhatsApp Number: 1-876-395-8008 or Email: info@dancehallreggaeworld.com

Not what you are looking for? Search the web for more Dancehall Reggae music information below...

Researched Information pages

Also connect with Dancehallreggaeworld.com on Social Media: 
Facebook | Twitter | Instagram | Youtube

Thank You!